Hakuna Wakaita Sajesu

Hakuna wakaita saJesu
Hakuna` Wakaita` saye
Hakuna wakaita saJesu
Hakuna hakuchina

Ndamhanya mhanya kwese kwese
Ndatsvaga tsvaga kwese kwese
Ndatendera kwese kwese
Hakuna wakaita saye

Home





Next song